Ndakuvara

OLIVER MTUKUDZI

Shedza mai vemwana ndakuvara
Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Kana mai vemwana ndakuvara ini
Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara)

Ndaiti tichatoredzera vakuru
Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Namatai pfuratira vakuru
Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara)

Ndaiti eh vachiri mumakura (ah ha)
Ndaiti mangwana tinkazokupa wo (ah ah)
Tichatirimira chichazokura (ah ha)
Pitigu mai vemwana chandifura (pitip pitip)

Shedza mai vemwana ndakuvara
Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Tanai mai vemwana ndakuvara kuno
Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara)

Ndaiti tichatoredzera vakuru vacho
Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Nyanga tai pfuratira vakuru vaya
Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara)

Ndaiti eh vachiri mumakura (ah ha)
Ndaiti mangwana tinkazokupa wo (ah ah)
Tichatirimira chichazokura (ah ha)
Pitigu mai vemwana chandikunda (pitip pitip)

Ndaiti eh vachiri mumakura (ah ha)
Ndaiti mangwana tinkazokupa wo (ah ah)
Tichatirimira chichazokura (ah ha)
Pitigu mai vemwana chandikunda (pitip pitip)

Shedza mai vemwana ndakuvara
Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Tana mai vemwana ndakuvara ini
Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara)

Ndaiti tichatoredzera vakuru vacho
Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara)
Nyanga tai pfuratira vakuru vacho
Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara)

Ndaiti eh vachiri mumakura (ah ha)
Ndaiti mangwana tinkazokupa wo (ah ah)
Tichatirimira chichazokura (ah ha)
Pitigu mai vemwana chandikunda (pitip pitip)

Ndaiti eh vachiri mumakura (ah ha)
Ndaiti mangwana tinkazokupa wo (ah ah)
Tichatirimira chichazokura (ah ha)
Pitigu mai vemwana chandikunda (pitip pitip)

Trivia about the song Ndakuvara by Oliver Mtukudzi

On which albums was the song “Ndakuvara” released by Oliver Mtukudzi?
Oliver Mtukudzi released the song on the albums “Vhunze Moto” in 2006 and “Greatest Hits: The Tuku Years” in 2010.
Who composed the song “Ndakuvara” by Oliver Mtukudzi?
The song “Ndakuvara” by Oliver Mtukudzi was composed by OLIVER MTUKUDZI.

Most popular songs of Oliver Mtukudzi

Other artists of Traditional music