XYZ

Wallace Chirumiko

Jah know
XY, XY, XYZ
(Why did you block my number?)
(Why did you block my number?)
DeMentor
(Why did you block my number?)
(Why did you block my number?)

Ndagoti XYZ
Rudo vaviri, uri one hapana zhet
Anozvigona ega ngaauye bet
Ndatenga calender ndirikusimbisa madate
Asi kana zvapera, zvapera
Usafighte chingozvinetera
Iko katsika kekuda kufixer wawasiyana naye murudo, kane kakuzvinyepera

Chenjera kuzvivhiringira life yako
Nekuda kubhowa maEx
Unenge uchapera mari nemabhanduru
Uchida kubhowa maEx
Ita move on (move on)
Bvunza why
Kuramba uri zii ndicho chigayi
Ita move on (move on)
Bvunza why
Zvekufinhurana zvinozotipei nhai?

Beter ubvunzе; "Ex why uri zii?"
Why? Why?
Kana kumbonditiwo; "Hesi nhai chii?"
Why? Why?
Hongu takatukana-tukana (why?)
Ndokubva tabukana-bukana (why?)
Ngatizivei tikawana
Chisingaperi muhupеnyu hapana

Saka, marambana hapadi kushanda mafeelings
Tiripo mateacher erudo topa mateachings
Charambanisa vanhu, kanyaya kecheating
Rudo rwunoda kukuchidzirwa semoto mukitchen
Vachada zvekurovana, do boxing
Zvabaya moyo wangu ini, ju-u jekiseni
Murudo hamudi huCaptain
Siya chiCaptain
Unogona kuita stress, oita sad munhu
Oda kuti zvinzi Ex ndiye bad munhu
Wavakushambadza zvamaiitirama muchadana muchizvi-recorder mumabedroom

Saka iwewe, why did you block my number?
Ndakayedza kudzifonera dzichiramba
Ndaizviziva handichakama
Asi haunga-saver number dzangu kuti plumber

Beter ubvunze; "Ex why uri zii?"
Why? Why?
Kana kumbonditiwo; "Hesi nhai chii?"
Why? Why?
Hongu takatukana-tukana (why?)
Ndokubva tabukana-bukana (why?)
Ngatizivei tikawana
Chisingaperi muhupenyu hapana

Chingomutiwo ari sei munhu wako
Handina kutombokuvenga iwe zvako
Kudhara takaita mafight, but tava right
Ndakangokurambira hunhu hwako
Asi chii nhai Ex?
Ko, kuzongoti zii why Ex?
Ndakapedzesera kukunyorera zibook ukasareplya, did you see my text?
Hurisei hutano, ari sei maworks?
Chinonzi chinokanganwa idemo here axe?
Let's just be friends dzeopposite sex
Pamwe zvinolasta, let's try it first

Chenjera kuzvivhiringira life yako
Nekuda kubhowa maEx
Unenge uchapera mari nemabhanduru
Uchida kubhowa maEx
Ita move on (move on)
Bvunza why
Kuramba uri zii ndicho chigayi
Ita move on (move on)
Bvunza why
Zvekufinhurana zvinozotipei nhai?
Beter ubvunze; "Ex why uri zii?"
Why? Why?
Kana kumbonditiwo; "Hesi nhai chii?"
Why? Why?
Hongu takatukana-tukana (why?)
Ndokubva tabukana-bukana (why?)
Ngatizivei tikawana
Chisingaperi muhupenyu hapana

Seiko kuda kubhohwa maEx?
Why? Why?
Why uchida kubhowa maEx?
Why? Why?
(Oh ooh, oh)
(Oh ooh, oh)

Trivia about the song XYZ by Winky D

When was the song “XYZ” released by Winky D?
The song XYZ was released in 2023, on the album “Eureka Eureka”.
Who composed the song “XYZ” by Winky D?
The song “XYZ” by Winky D was composed by Wallace Chirumiko.

Most popular songs of Winky D

Other artists of