Kunze Kwadoka

Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi
Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi

Perekedza mwana aha
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza sheri iyo
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi
Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi

Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza baby iro
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Mai vanoti mwana wangu wanga uripi ko
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Mai vanoti mwana wangu wanga unani ko
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza mwana uyu
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Trivia about the song Kunze Kwadoka by Oliver Mtukudzi

On which albums was the song “Kunze Kwadoka” released by Oliver Mtukudzi?
Oliver Mtukudzi released the song on the albums “Greatest Hits: The Tuku Years” in 2010 and “Paivepo” in 2010.

Most popular songs of Oliver Mtukudzi

Other artists of Traditional music