Murimi Munhu

Oliver Mtukudzi

Uh uh ah
Uh nyika ivu
Murimi munhu ivuivu
Murimi munhu nyika ivu (ivu ndonyika)
Murimi munhu ivuivu (rine murimi)
Murimi munhu

Murimi we tora kabadza urime
Mvura nevu zoyanana
Murimi we tora kabadza urime
Nehunyandzwi whako torarama isu
Murimi we tora kabadza urime
Mvura nevu zoyananda baba we

Kuvemuvimi (kujka)
Kana munyimi (kujka zwemurimi)
Kuve munyori (kujka)
Kana musori (kujka zwemurimi)
Madzibaba (kujka)
Nesu venhungo (kujka zwemirimi)

Uh ah
Uh uh ah
Uh nyika ivu (ivu ndonyika) murimi munhu
Ivu ivu (rii nemurimi) murimi munhu
Nyika ivu (ivu ndonyika) murimi munhu
Ivu ivu (rii nemurimi) murimi munhu

Murimi we tora kabadza urime
Mvura nevu zoyananda
Murimi we tora kabadza urime
Nehunyandzwi whako torarama isu
Murimi we tora kabadza urime
Mvura nevu zoyananda baba we

Kune mudeler (kujka)
Kana mastola (kujka zwemirimi)
Imi mafero (kujka)
Nemi madara (kujka zwemurimi)
Nablazo (kujka)
Nemi magenga (kujka zwemurimi)
Mhhm

Murimi we tora kabadza urime
Mvura nevu zoyananda
Murimi we tora kabadza urime
Nehunyandzwi whako torarama isu
Murimi we tora kabadza urime
Mvura nevu zoyananda tete wo

Kuve mushandi (kujka)
Kana mutambi (kujka zwemurimi)
Kuve mukhuru (kujka)
Kana kapwere(kujka zwemurimi)
Madzi mambo (kujka)
Nemi machinda (zwemurimi)
Kuve munyimi (kujka)
Kana muvimi (kujka zwemurimi)
Kuve mutongi (kujka)
Kana mutori (kujka zwemurimi)
Madzibaba (kujka)
Nemi gwenyambura (kujka zwemurimi)

Uh ah
Uh uh ah

Trivia about the song Murimi Munhu by Oliver Mtukudzi

On which albums was the song “Murimi Munhu” released by Oliver Mtukudzi?
Oliver Mtukudzi released the song on the albums “Bvuma - Tolerance” in 2001 and “Bvuma” in 2010.

Most popular songs of Oliver Mtukudzi

Other artists of Traditional music